Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti gidhi-i kuita ruzha rukuru kwazvo rwakafanana nekuputika kwebhambo. Pakarira pfuti kuti gidhi-i, vanhu vose vakabva vatiza.
English Translation
Describes making a very loud noise like the going off of a bomb. Example: When the gun went off gidhi-i, everyone fled.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.