DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

gagami gagami

Shona Definition

Kana munhu achiti gagami gagami anenge achifamba achiteedzera gumbo rinorwadza kana kuti rinenge riri pfupi. Akati gagami gagami achienda kumba, sezvo munzva wakanga watyokera mugumbo wakanga wakakura chaizvo.

English Translation

Describes walking while favouring a leg that is sore or shorter than the other. He went gagami gagami on his way home, as the thorn that had snapped off in his leg was very big.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.