Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti fa-a kutanga kuvira kana kufashaira kwemvura, kana zvimwewo zvinoti kana zvaiswa pamoto zvinovira. Kana mukaka wauri kudzivisa uvo wanaoti fa-a. ibva waubura usati wafashaira uchiteukira mumoto. fanzai . Kana ukaramba uchidira mvura kana Kana munhu akagara akati fa-a anenge akasununguka, achiratidza kufara, asina zvinomunetsa mupfungwa.
English Translation
Describes water, or other things put on the fire, beginning to boil or bubble up: when the milk you are heating goes fa-a, take it off before it froths over and spills into the fire (compare fanzai). Also used of a person sitting at ease, relaxed and cheerful, with nothing troubling their mind.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.