DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

dyore dyore

Shona Definition

Kuti dyore dyore kuunganidza zvinhu. Mukomana akati tutsotso dyore dyore ndokuvesa moto.

English Translation

Describes gathering things together. Example: the boy gathered up twigs and lit a fire.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.