DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

dhi-i

Shona Definition

Kuti dhi-i kutinhira kune ruzha rukuru rwakasimba runonzwika kure chose. Makomuredhi akaridza bhazuka kukanzwika kuti dhi-i munharaunda yose.

English Translation

The sound of a loud, powerful thunderous boom that can be heard far away. Example: the comrades fired a bazooka and dhi-i was heard throughout the whole neighbourhood.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.