DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

chenyengu

Shona Definition

Kuti chenyengu kubva kweganda pachionekwa zviri pasi. Akanzi chenyengu nereza akasara ava nezironda.

English Translation

Describes the skin coming away so that what lies beneath is exposed. Example: he was cut chenyengu with a razor and was left with a wound.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.