Kuti chakwata kunyanya kunyorova kwenhumbi mushure mokunge wanayiwa wakadzipfeka. Nhumbi dzakati chakwata kunyorova pasina nguva mvura yatanga kunaya. torododo .
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.