Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti bhagu kurova chinhu zvakasimba uye zvine mutsindo. Ndakamuti bhagu achibva adonha pasi.
English Translation
Describes striking something hard and with a heavy thud, as in: I hit him badu and he fell to the ground.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“bhagu .”
from gabhu“Kuti bhagu bhagu kurira kunoita mvura kana ichisabvurwa nemunhu anenge achishambira.”
from bhagu bhagu“Kuti bhagu bhagu kurira kunoita mvura kana ichisabvurwa nemunhu anenge achishambira.”
from bhagu bhagu“bhagu .”
from gabhu